[SONG LYRICS] Janet Manyowa – “Ndimi (You Are)”

(Sung in Shona)

Nyika nekuzara kwayo (You created the earth and its fullness)
Makasika mega, mega (All by yourself)
Pasina anobatsira (With no assistance)
Ndokudurura Mweya wenyu, mega (And You poured your Spirit)
Kuratidza, aiwa ndimi Mwari (Revealing that You are God)
Aiwa munesimba (You are all powerful)
Aiwa munogona, narinhi(You are able to do all things forever)

Munoratidza nzira, pakaoma (You show the way in difficult times)
Munovheneka nyika, inerima (You bring light to the darkness)
Munosimudzira moyo yakaneta (You lift up weary hearts)
Makagara muripo (You will always remain God)

Muri Mwari wangu (You Are my God)
Aaah ndimi (Mwari wangu) (Aaah, You Are (My God))
(Repeat)

Makatuma mwana wenyu, ega (You sent Your only Son)
Kuzonunura nyika inerima (To redeem the lost world)
Mukamupa simba (And you gave him all Power)
Pamusoro pazvose (In heaven and earth)
Kuratidza, Aiwa munotonga (Revealing You Reign)
Aiwa munobwinya (Revealing You are Glorious)
Ishe samasimba (God Almighty)
Narinhi (Forever)

Munoratidza nzira, pakaoma (You show the way in difficult times)
Munovheneka nyika, inerima (You bring light to the darkness)
Munosimudzira moyo yakaneta (You lift up weary hearts)
Makagara muripo (You will always remain God)

Muri Mwari wangu (You Are my God)
Aaah ndimi (Mwari wangu) (Aaah, You Are (My God))
(Repeat)

Ndimi (Ooooh) (Oh, You are)
Ndimi, ndimi Mwari wangu Ishe (You are my God)
Oh  Ndimi , oh (Oh You are)
Munoratidza nzira (You are the Way)

Munoratidza nzira, pakaoma (You show the way in difficult times)
Munovheneka nyika, inerima (You bring light to the darkness)
Munosimudzira moyo yakaneta (You lift up weary hearts)
Makagara muripo (You will always remain God)

Muri Mwari wangu (You Are my God)
Aaah ndimi (Mwari wangu) (Aah, You Are (My God))
(Repeat)

Ooh,  Munoratidza nzira (Oh, You are the Way)
Ooh,  Munovhenekera (Oh, You are the Light)
Ooh,  Mwari, Mwari, oh (Oh Lord, Oh Lord)

comm2-300x80 [SONG LYRICS] Janet Manyowa - "Ndimi (You Are)"
Also Check:  [LYRICS] Tye Tribbett - "African Medley"

2 Comments

  1. I simply couldn’t depart your site before suggesting that I extremely enjoyed the usual information an individual provide on your guests? Is gonna be back frequently in order to inspect new posts

  2. My brother recommended I might like this website.
    He was totally right. This post truly made my day.
    You can not imagine simply how much time I had spent for this info!
    Thanks!

Leave a Reply

Connect with:



Your email address will not be published.


*