DOWNLOAD Nyasha neNgoni – Janet Manyowa [MP3, Lyrics]

DOWNLOAD Nyasha neNgoni – Janet Manyowa [MP3, Lyrics]

Renowned Gospel music minstrel Janet Manyowa is finally out with a new Gospel spirit-filled track titled “Nyasha neNgoni”.

“Nyasha neNgoni” By Janet Manyowa is a track that will indeed bless your soul in no small measure,

The track is a blessing to many already!

Download Mp3/Audio Below

Watch Video Below:

Lyrics: Nyasha neNgoni By Janet Manyowa

(Sung in Shona)

Jehovha ndiye mufudzi wangu (The Lord is my shepherd)
Hapana kana chimwe chandoshaya (I shall not want)
Anondivatisa pamafuro manyoro (He makes me grow in green pastures)
Anondigadzirira tafura (He prepares a table for me)
Pamberi mberi pevavengi vangu (Before my enemies)
Tsvimbo yake nemudonzvo wake (His rod and his staff)
Mwari wangu, zvinondinyaradza (My God, it comforts me)

Refrain:
Nyasha neNgoni (Grace and Mercy)
Zvinonditevera, Zvinonditevera (Follow me, follow me)
Mazuva ose (Everyday)
Nyasha neNgoni (Grace and Mercy)
Zvinonditevera, Zvinonditevera (Follow me, follow me)

Kumuka kwangu, kwakaropafadzwa (My waking up, it is blessed)
Kurara kwangu, kwakaropafadzwa (My sleep, it is blessed)
Zuva rangu, rakaropafadzwa (My day, it is blessed)
Basa rangu, rakaropafadzwa (My job, it is blessed)
Vashandi vangu, vakaropafadzwa (My employees, they are blessed)
Nzira dzangu, dzakaropafadzwa (My ways are blessed)
Zvese zvangu, dzakaropafadzwa (My everything is blessed)
Neni wacho, ndakaropafadzwa (Well, I am blessed)
Chandinobata, chakaropafadzwa (What I do is blessed)
Vabereki vangu, vakaropafadzwa (My parents, they are blessed)
Nevana vangu, vakaropafadzwa (My children, they are blessed)
Imba yangu, yakaropafadzwa (My home, it is blessed)

(Refrain)

READ ALSO:  DOWNLOAD Running - Janet Manyowa [MP3, Video]

Sona sona neni (Following, (always) following me) x?

Zimbabwe yacho, yakaropafadzwa (All of Zimbabwe is blessed)
Afrika yacho, yakaropafadzwa (All of Africa is blessed)
Swamwari dzangu, dzakaropafadzwa (My friends, they are blessed)
Kereke yangu, yakaropafadzwa (My church, it is blessed)

(Refrain)

READ ALSO:  [MP3 DOWNLOAD] Fyachi Mpelesha – Mweshi Mulusa

Sona sona neni (Following, following me)  x?
(Wakaropafadzwa, iwe iwe) (You are blessed)